2 Makoronike 34:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Shafani munyori akati kuna mambo, “Hirikia muprista andipa bhuku.” Uye Shafani akaverenga kubva mariri pamberi pamambo.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:9-21