2 Makoronike 34:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanga vachiburitsa mari yakanga yaiswa mutemberi yaJehovha, Hirikia muprista akawana Bhuku roMurayiro waJehovha wakanga wapiwa kubudikidza naMozisi.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:13-19