2 Makoronike 34:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume ava vakaita basa zvakatendeka. Vari vatungamiriri vaiva Jahati naObhadhia, vaRevhi vaiva zvizvarwa zvaMerari, uye Zekaria naMeshurami zvizvarwa zvaKohati. VaRevhi, vose vaigona kuridza zviridzwa,

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:11-15