2 Makoronike 32:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pakatumwa nhume navatongi veBhabhironi kuti vamubvunze pamusoro pechiratidzo chechishamiso chakanga chaitika munyika, Mwari akamusiya kuti amuedze uye kuti azive zvose zvaiva mumwoyo make.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:28-33