2 Makoronike 32:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavakawo matura okuchengetera zviyo zvaaikohwa, waini itsva, namafuta; uye akavaka matanga emombe dzamarudzi akasiyana-siyana namatanga amakwai.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:21-30