2 Makoronike 32:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akatuma mutumwa akaparadza varwi vose navatungamiri navakuru pamisasa yamambo weAsiria. Saka akadzokera kunyika yake achinyara kwazvo uye paakapinda mutemberi yamwari wake vamwe vavanakomana vake vakamuuraya neminondo.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:11-28