2 Makoronike 32:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akanyorazve tsamba achituka Jehovha, Mwari weIsraeri achitaura izvi pamusoro pake: “Sokukundikana kwavamwari vedzimwe nzvimbo kununura vanhu vake kubva muruoko rwangu, saizvozvo mwari waHezekia achakundikana kununura vanhu vake kubva muruoko rwangu.”

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:9-20