2 Makoronike 32:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mezvose zvakaitwa naHezekia nokutendeka kwakadai, Senakeribhi mambo weAsiria akauya akapamba Judha. Akakomba maguta aiva namasvingo achifunga kuapamba kuti ave ake.

2 Makoronike 32

2 Makoronike 32:1-4