2 Makoronike 31:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuvaprista, zvizvarwa zvaAroni vaigara mumaruwa akanga akakomberedza maguta avo kana mune mamwe maguta, varume vakapiwa mabasa namazita avo kuti vape migove kuno murume mumwe nomumwe aiva pakati pavo nokuna vose vakanga vakanyorwa mumabhuku enhoroondo dzavaRevhi.

2 Makoronike 31

2 Makoronike 31:12-21