2 Makoronike 31:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Edheni, Miniamini, Jeshua, Shemaya, Amaria naShekania vakamubatsira vakatendeka mumaguta avaprista, vachigovera vamwe vaprista mumapoka avo, vakuru navadiki zvakafanana.

2 Makoronike 31

2 Makoronike 31:5-21