2 Makoronike 31:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehieri, Azazia, Nahati, Asaheri, Jerimoti, Jozabhadhi, Erieri, Isimakia, Mahati, naBhenaya vaiva vatariri vari pasi paKonania naShimei munun'una wake, sokupiwa basa kwavakaitwa naMambo Hezekia naAzaria muchinda aiona nezvetemberi yaMwari.

2 Makoronike 31

2 Makoronike 31:6-15