2 Makoronike 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vasina kukwanisa kutamba mutambo uyu panguva yaunositambwa nokuti vaprista vakanga vazvinatsa vakanga vari vashoma uye vanhu vakanga vasina kuungana muJerusarema.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:1-13