2 Makoronike 30:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia akataura achikurudzira kwazvo vaRevhi vose, avo vakaratidza kunzwisisa kwakanaka kwebasa raJehovha. Kwamazuva manomwe aya vakadya zvokudya zvavakanga vapiwa, vakapa zvipiriso uye vakarumbidza Jehovha Mwari wamadzibaba avo.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:21-27