2 Makoronike 30:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo vazhinji muungano vakanga vasina kuzvinatsa, vaRevhi vakauraya makwayana ePasika vachiitira vose vakanga vasina kucheneswa uye vasingakwanisi kunatsa makwayana avo kuna Jehovha.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:13-27