2 Makoronike 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavaka Nzvimbo Tsvene-tsvene, kureba kwayo kwaienderana noupamhi hwetemberi makubhiti makumi maviri urefu hwayo uye upamhi hwayo makubhiti makumi maviri. Akafukidza mukati mayo namatarenda mazana matanhatud egoridhe rakaisvonaka.

2 Makoronike 3

2 Makoronike 3:1-11