2 Makoronike 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Biravira rapamberi petemberi rakanga rakareba makubhiti makumi maviric pamberi paupamhi hweimba uye rakanga rakareba makubhiti makumi maviri kuenda mudenga. Akafukidza mukati mayo negoridhe rakaisvonaka.

2 Makoronike 3

2 Makoronike 3:2-5