2 Makoronike 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapapiro amakerubhi aiva akareba makubhiti makumi maviri. Akanga akamira namakumbo awo, akatarisa kuimba huru.

2 Makoronike 3

2 Makoronike 3:10-15