2 Makoronike 29:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano yose yakakotama ichinamata, vaimbi pavaiimba uye varidzi vehwamanda vachiridza. Zvose izvi zvakaenderera mberi kusvikira chibayiro chechipiriso chinopiswa chapera.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:26-29