2 Makoronike 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaisa vaRevhi mutemberi yaJehovha vane makandira, nemitengeranwa nembira sezvaakanga arairwa naDhavhidhi naGadhi muoni wamambo naNatani muprofita. Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kubudikidza navaprofita vake.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:17-33