2 Makoronike 29:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakauraya hando dziya, uye vaprista vakatora ropa vakarisasa paaritari mushure mezvo vakauraya makondohwe vakasasa ropa rawo paaritari; uye vakauraya makwayana vakasasa ropa rawo paaritari.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:16-26