2 Makoronike 29:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vakaenda munzvimbo tsvene yaJehovha kuti vandoichenesa. Vakabudisira kuchivanze chetemberi yaJehovha zvose zvakanga zvisina kuchena zvavakaona mutemberi yaJehovha. VaRevhi vakazvitora vakaenda nazvo kuMupata weKidhironi.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:8-25