2 Makoronike 28:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapa zvibayiro kuna vamwari veDhamasiko vakanga vamukunda; nokuti akafunga akati, “Sezvo vamwari vemadzimambo eAramu vakavabatsira ini ndichapa zvibayiro kwavari kuti vangondibatsira.” Asi ndivo vakava kuwa kwake nokweIsraeri yose.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:15-27