2 Makoronike 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jotamu aiva namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi namatanhatu. Amai vake vainzi Jerusha mwanasikana waZadhoki.

2 Makoronike 27

2 Makoronike 27:1-9