2 Makoronike 26:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzia uyo akanga aine mbiya yokupisira zvinonhuwira muruoko rwake, akatsamwa kwazvo. Paakanga achakatsamwira vaprista pamberi pavo, pamberi pearitari yezvinonhuwira mutemberi yaJehovha, maperembudzi akamera pahuma yake.

2 Makoronike 26

2 Makoronike 26:13-23