2 Makoronike 25:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amazia akabvunza munhu waMwari akati, “Asi, matarenda zana andakaripa kuvaIsraeri anoitwa sei?” Munhu waMwari akapindura akati, “Jehovha anogona kukupa zvakawanda kupfuura izvi.”

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:4-18