2 Makoronike 24:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAramu pavakazodzokera shure vakasiya Joashi akuvara zvakanyanya. Machinda ake akarangana akamupa mhosva yokuuraya mwanakomana waJehoyadha muprista, vakamuuraya akarara panhoo yake. Saka akafa akavigwa muGuta raDhavhidhi asi kwete mumakuva amadzimambo.

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:18-27