2 Makoronike 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Joashi haana kurangarira tsitsi dzaJehoyadha baba vaZekaria dzavakanga vamuratidza, asi akauraya mwanakomana wake, uye iye paakanga ava kufa akati, “Jehovha ngaazvione izvi uye aite kuti muzvidavirire.”

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:20-24