2 Makoronike 24:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mweya waJehovha wakauya pana Zekaria, mwanakomana waJehoyadha muprista Akamira pamberi pavanhu akati, “Zvanzi naMwari, ‘Sei musingateereri mirayiro yaJehovha? Hamuchazobudiriri. Nokuti makasiya Jehovha, iye akusiyaiwo.’ ”

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:19-25