2 Makoronike 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasiya temberi yaJehovha, Mwari wamadzibaba avo, vakanamata matanda aAshera nezvifananidzo. Nokuda kwokutadza kwavo, kutsamwa kwaMwari kwakauya pamusoro peJudha neJerusarema.

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:16-21