2 Makoronike 23:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana anofanira kupinda mutemberi yaJehovha kunze kwavaprista navaRevhi vanenge vari pabasa, vanokwanisa kupinda havo nokuti ivo vakanatswa. Asi vamwe varume vose vanofanira kuchengetedza basa ravakapiwa naJehovha.

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:1-8