2 Makoronike 23:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ungano yose yakaita sungano namambo patemberi yaMwari. Jehoyadha akati kwavari, “Mwanakomana wamambo achatonga sokuvimbisa kwakaita Jehovha maererano nezvizvarwa zvaDhavhidhi.

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:1-10