2 Makoronike 23:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda navatungamiri vamazana, makurukota navatongi vavanhu navanhu vose venyika vakandotora mambo kubva kutemberi yaJehovha. Vakapinda mumuzinda neSuo Rokumusoro vakagarisa mambo pachigaro choumambo,

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:10-21