2 Makoronike 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose vakaenda kutemberi yaBhaari vakandoiparadza, vakaputsa aritari nezvifananidzo vakauraya Matani muprista waBhaari pamberi pearitari.

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:8-19