2 Makoronike 23:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyadha muprista akatuma vakuru vamapoka ezana, vaitungamirira varwi akati kwavari, “Muburitsei kunze pakati pavanhu, uye muuraye ani naani anenge amutevera.” Nokuti muprista akanga ati, “Musamuurayire patemberi yaJehovha.”

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:6-16