2 Makoronike 23:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore rechinomwe Jehoyadha akaratidza simba rake. Akaita sungano navatungamiri vamapoka amazana: Azaria mwanakomana waJerohamu, Ishumaeri mwanakomana waJehohanani, Azaria mwanakomana waObhedhi, naErishafati mwanakomana waZikiri.

2 Makoronike 23

2 Makoronike 23:1-8