2 Makoronike 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakarwisa Judha, vakaipamba vakatakura zvinhu zvose zvavakawana mumuzinda wamambo pamwe chete navanakomana vake navakadzi vake. Hakuna mwanakomana mumwe chete akasiyiwa kwaari kunze kwaAhazia mudiki pane vose.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:11-20