2 Makoronike 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi wakafamba nomunzira dzamadzimambo eIsraeri uye wakatungamirira Judha navanhu vose veJerusarema mukuita upombwe sezvakaitwa neimba yaAhabhu. Wakaurayawo hama dzako, nhengo dzeimba yababa vako varume vakanga vari nani kupfuura iwe.

2 Makoronike 21

2 Makoronike 21:10-20