2 Makoronike 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Kana dambudziko rikatiwira, ringava pfumo rokutonga kana denda, kana nzara, tichamira muuvepo hwenyu pamberi petemberi ine Zita renyu, uye tichachema kwamuri mukutambudzika kwedu uye imi muchatinzwa mugotinunura.’

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:6-10