2 Makoronike 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati: “Haiwa Jehovha, Mwari wamadzibaba edu, hamusimi here Mwari wokudenga? Munotonga umambo hwose huri panyika. Simba noukuru zviri muruoko rwenyu. Uye hapana angagona kukukundai.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:1-7