2 Makoronike 20:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eriezeri mwanakomana waDhodhavhahu, wokuMaresha akaprofita zvakaipa pamusoro paJehoshafati achiti, “Nokuti maita sungano naAhazia, Jehovha achaparadza zvamaita.” Zvikepe zvakaparadzwa uye hazvina kukwanisa kufamba kuenda kuTashishi.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:32-37