2 Makoronike 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehoshafati akatonga Judha. Akanga ana makore makumi matatu namashanu paakava mambo weJudha, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namashanu. Mai vake vainzi Azubha mwanasikana waShiri.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:30-37