2 Makoronike 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokunge abvunzana navanhu, Jehoshafati akagadza varume kuti vaimbire Jehovha uye vamurumbidze nokuda kwokunaka kwoutsvene hwake pavaifamba vari mberi kwehondo, vachiti: “Vongai Jehovha, nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.”

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:13-22