2 Makoronike 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari wedu, hamungavatongi here? Nokuti isu hatina simba rokutonga hondo huru yakadai iri kuuya kuzotirwisa. Hatizivi kuti tingaita sei asi meso edu akatarisa kwamuri.”

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:7-19