2 Makoronike 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akaverenga vatorwa vose vaiva muIsraeri mushure mokuverengwa kwavanhu nababa vake Dhavhidhi; uye vakawanikwa vari zviuru zana namakumi mashanu nezvitatu namazana matanhatu.

2 Makoronike 2

2 Makoronike 2:14-18