2 Makoronike 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kutya Jehovha ngakuve pamusoro penyu mutonge zvakanaka, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna kusaruramisira kana kutsaura vanhu kana fufuro.”

2 Makoronike 19

2 Makoronike 19:1-9