2 Makoronike 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo weIsraeri akaunganidza vaprofita vaisvika mazana mana akavabvunza akati, “Tingaenda kundorwisana neRamoti Gireadhi here kana kuti ndorega?” Vakapindura vakati, “Endai nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:3-15