2 Makoronike 18:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mumwe munhu akangokanda museve wake usina kunanga munhu ukandobaya mambo weIsraeri pakati pezvikamu zvenguo dzake dzokurwa nadzo. Mambo akataurira muchairi wengoro kuti, “Tendeutsa ngoro undibvise muhondo. Ndakuvara.”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:31-34