2 Makoronike 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu mambo weIsraeri akakumbira Jehoshafati mambo weJudha, akati, “Mungandibatsirawo here kundorwisa Ramoti Gireadhi?” Jehoshafati akapindura akati, “Ini ndakaita sewe uye vanhu vangu savanhu vako; tichakubatsirai muhondo.”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:1-10