2 Makoronike 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akakwira akandorova Mikaya kumeso nembama akabvunza akati, “Mweya waJehovha waenda nokupi pawabuda mandiri kuti utaure kwauri?”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:19-26