2 Makoronike 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akati, ‘Ndiani angakwezva Ahabhu mambo weIsraeri kuti andorwisa Ramoti Gireadhi kuti aende kurufu rwake ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe izvo.

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:18-22